Mangundya
Mataridziko
Mangundya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Kundai Mangundya; Tinashe Mangundya; John Mangundya.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Gyeli inoti ngundya (n. raffia).
Mangundya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.