Hama
Mataridziko
Hama (kureva relatives) kureva vanhu vaunehukama navo. Pachivanhu hama dzinosanganisa vanhu vemudzinza rako uye dzimwe nguva vekunze vemunzanga vanoonekwa sehama wo futi.