Nothing Special   »   [go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Kufunga

Kubva Wikipedia

Kufunga kana kurangarira (thinking) chiitiko chinoitwa nepfungwa, munhu achitanda mazano, zvirongwa nendangariro.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Ngokuti ndakapinimidza kuti pamweni ndingazofa ngendaa yake: Because I thought, ‘I could get killed because of her. (Genesis 26:9, Bhaibheri reChiNdau).
  • Kweuri, O mambo, mipinimidzo yako yakauya uri pamubhedhi wako ngechaizoitika ngesure kwouku, nouwo unoonisa zvakafishika wakaziisa kwouri chinozoitika: Your majesty, when you were in bed, you began thinking about what would take place in the future; and he who reveals secrets has revealed to you what will happen. (Daniel 2:29).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Umbundu vanoti soka (v.a. think) kureva kufunga.
  • Kikuyu vanoti kochira (to decide). Kikuyu vanoti chira (decision).
  • Bavili vanoti balë (n. to think) kureva kufunga. Mamwe mazwi: balilë (n. to think about) kureva kufunga.